Mai Allie chihera

Mai Allie chihera motivational and comedy
(16)

Ozviita record uchichema paunopedza obva waona kuti yanga isinga recorder🫢 unotangidza kuchema here kana kuti unobva was...
08/09/2026

Ozviita record uchichema paunopedza obva waona kuti yanga isinga recorder🫢 unotangidza kuchema here kana kuti unobva wasiyana nazvoA? 🤔

Nhai veduwe koma breasts aya anoiswa pamazino anongoiswa chero wakura here kana kuti anezera thanks kunevachabatsira 🤓🤓🤔...
30/08/2026

Nhai veduwe koma breasts aya anoiswa pamazino anongoiswa chero wakura here kana kuti anezera thanks kunevachabatsira 🤓🤓🤔🤔🫣🫣

Today's topic Vana vanyamunhu vanokura chachiwirirana❤️ vachidanana pakaita ayita dambudziko vanomira neumwe🫂 then  pava...
13/08/2026

Today's topic
Vana vanyamunhu vanokura chachiwirirana❤️ vachidanana pakaita ayita dambudziko vanomira neumwe🫂 then pavanoroora kana kuroorwa vanobva vatoita kunge ma strangers kunge pasisina ukama 🤔 kana 1 months vanogona kupedza pasina ataura neumwe chii chingava chikonzero kuroorwa here or kuroora 🤔 let's talk 👄

Please hide ndinofa 😒Nhai dear ko ukaita mwana nemunikina wemurume kana murume akaenda kuma DNA zvinobuda here kuti mwan...
12/08/2026

Please hide ndinofa 😒
Nhai dear ko ukaita mwana nemunikina wemurume kana murume akaenda kuma DNA zvinobuda here kuti mwana hasi wemurume ivo variveropa rimwe nemunikina wake😭 zvakangoitikawo veduwe miyedzo yakangopinda😔 vamwene vangu vakazviziva vakati zvinyararwe murume asaudzwa!! zvakaitika murume wangu achangobva kumusha kuenda kubasa ndosaka murume akangoti nhumbu ndeyake saka amheno zvema DNA kuti arikuzviwanepi arikungoti ndirikuda kuenda nesecond ne last born kuma DNA please help 🙏🙏🙏🙏mama varikuti avasi kuda kuti vana vavo vaurayane saka tiende kun'anga vedare ndakutya 😭 bamnini varikuti ngatitaureyi chokwadi

11/08/2026

Good morning my neighbors 😎🤓

Izvezvi apashayikwe vaviri kana vatatu vamukira kugeza nechando ichochi🤓 rimwe dzungu munozomboriwanza nepasiri necessar...
11/08/2026

Izvezvi apashayikwe vaviri kana vatatu vamukira kugeza nechando ichochi🤓 rimwe dzungu munozomboriwanza nepasiri necessary shem😏 kuda kungozisimudzira mhepo ye flu kuitira kufamba mongokosorera pese pese munzira miswayi imi😏🤨

Address

Tembisa

Opening Hours

Monday 09:00 - 17:00
Tuesday 09:00 - 17:00
Wednesday 09:00 - 17:00
Thursday 09:00 - 17:00
Friday 09:00 - 17:00
Saturday 07:00 - 17:00
Sunday 09:00 - 17:00

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Mai Allie chihera posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Mai Allie chihera:

Shortcuts

Share