Nyathi

Call Website Contact the business

Nyathi Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Nyathi, Brewery, Mount Hampden, Mount Hampden.

Our Traditional Craft B**r ๐Ÿƒ Nyathi is the traditional Zimbabwean sorghum b**r, brewed with the finest locally harvested ingredients for that rich malty taste.

Pedzisa sentence iyi using street wisdom chete. Ngationei vanonyatsoziva zvinhu ๐Ÿ˜‚
18/09/2026

Pedzisa sentence iyi using street wisdom chete. Ngationei vanonyatsoziva zvinhu ๐Ÿ˜‚

Phone yapinda, ndiMadam vabhururu! ๐Ÿ“žโ€œKo nhai Bamunini, nezuro manga muri kupi nabhururu venyu?โ€ ๐Ÿ‘€Iwe uchiziva hako kuti ...
15/09/2026

Phone yapinda, ndiMadam vabhururu!
๐Ÿ“žโ€œKo nhai Bamunini, nezuro manga muri kupi nabhururu venyu?โ€ ๐Ÿ‘€Iwe uchiziva hako kuti hamuna kana kumboonana! ๐Ÿ˜‚ Unopindura uchitii?

Tiudze mumacomments! ๐Ÿ‘‡๐Ÿพ

Kuti tive nechimuti, rutsigirwo rwenyu Mabhururu, Tinotenda.๐Ÿ‘Š๐ŸปTibate kuInbox - pane zvidiki-diki zvatakakuchengetera.Nex...
11/09/2026

Kuti tive nechimuti, rutsigirwo rwenyu Mabhururu, Tinotenda.๐Ÿ‘Š๐Ÿป

Tibate kuInbox - pane zvidiki-diki zvatakakuchengetera.

Next comment yatinoisa pano inogona kunge iri yako! ๐Ÿ‘‡๐Ÿพ

Apo isa comment yako wega bhururu๐Ÿ˜‚
10/09/2026

Apo isa comment yako wega bhururu๐Ÿ˜‚

Kumaposhto kwenyu chiBulldozer chiri kunzi chii? Drop nickname yacho mucomments, rine ma likes akawanda ndiro ratakuto p...
07/09/2026

Kumaposhto kwenyu chiBulldozer chiri kunzi chii?

Drop nickname yacho mucomments, rine ma likes akawanda ndiro ratakuto personalizer!๐Ÿ˜Ž

Hakuna hustle diki bhururu, chakakosha kutanga nezvauinazvo, wovaka zvishoma nezvishoma. ๐Ÿ’ช๐ŸพBarber, baker, photographer k...
02/09/2026

Hakuna hustle diki bhururu, chakakosha kutanga nezvauinazvo, wovaka zvishoma nezvishoma.

๐Ÿ’ช๐ŸพBarber, baker, photographer kana makanika, nzira yese ine painotangira. Iwe wakatanga hustle rako nei, uye nhasi rasvika papi?

Tiudze muma comments, pamwe story yako inogona kusimudzirawo mumwe bhururu ari pano ๐Ÿ‘‡๐Ÿพ

Not every bottle earns its name.This one does.Heavy by nature.Smooth by choice.Nyathi Bulldozer.๐Ÿ”ฅ      ๐Ÿƒ
31/08/2026

Not every bottle earns its name.
This one does.
Heavy by nature.
Smooth by choice.
Nyathi Bulldozer.๐Ÿ”ฅ
๐Ÿƒ

31/08/2026

Chi Bulldozer chakapinda zvine POWER! ๐Ÿšœ๐Ÿ”ฅ

The Nyathi Bulldozer launch was packed with big energy, good vibes and unforgettable moments. Mabhururu akauya nehuwandu hwavo, anga ari mafaro ega ega and Nyathi Bulldozer showed everyone kuti haisi yekutamba nayo!

Hereโ€™s a quick look at how Nyathi Bulldozer officially entered the streets. Kwanga kusingadanwe anonzwa mhani! ๐Ÿป

**r

Mhuri yemaBhuru iri kuramba ichikura! ๐Ÿ”ฅKubva pa Nyathi Regular, kuenda pa Baobab, zvino kwazouya Bulldozer - chiheavy ch...
28/08/2026

Mhuri yemaBhuru iri kuramba ichikura! ๐Ÿ”ฅKubva pa Nyathi Regular, kuenda pa Baobab, zvino kwazouya Bulldozer - chiheavy chacho. ๐Ÿป

Ndeipi yauri kumira nayo nhasi?

First sip yeBulldozer inobva yaita kuti utarise bhodhoro futi uchiti, โ€œKo ichi changa chiripi nguva yese iyi?โ€ ๐Ÿ˜‚๐Ÿ”ฅ
24/08/2026

First sip yeBulldozer inobva yaita kuti utarise bhodhoro futi uchiti, โ€œKo ichi changa chiripi nguva yese iyi?โ€ ๐Ÿ˜‚๐Ÿ”ฅ

Address

Mount Hampden
Mount Hampden

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Nyathi posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Nyathi:

Shortcuts

Share

Category