11/08/2026
ππ₯ NYAMAPANDA YARAMBA KUGUMIRWA | FROM DRYLANDS TO RURAL OPPORTUNITY!
π Nyamapanda, Mudzi District
Kunzvimbo inopisa uye inonaya mvura shoma, crop production can be challenging. Asi hazvirevi kuti hapana mikana yekurima nekuita mari. πͺπΎπ±
Poultry farming can provide another pathway to household income and rural economic development. ππ°
This ndiyo Roadrunner project yemy Sister kuNyamapanda, iri kukura zvakanaka nekuda kwe good management, consistency and commitment. ππΎπ
Kunyange nzvimbo yacho iri dry and hot, murimi anogona kusarudza project inoenderana nemamiriro enzvimbo uye inogona kumupa income throughout the year.
π€ At Mr. SASSO Poultry and Services, tinoda kubatana nevarimi, kugoverana ruzivo, kudzidza kubva kune mumwe nemumwe, uye kuvaka practical partnerships dzinoita kuti ma poultry projects asimbe.
π Kana mvura iri shoma, tsvaga imwe nzira. Kana crop production caramba, lets diversify. Kana murimi akawana support negood management, project inokura. π±ππ°