Sukuru Nzou

Sukuru Nzou Hallo people tiri pano kufara nekubatsirana kwete kutukana.
(6)

12/10/2026

Kurara mu bus orota uchimhanyiswa 😭

12/10/2026

Hello, Sukuru Nzou! Chitupa mubin sekuru ndirimukadzi ane 23 years murume 39 ndakaroorwa April sekuru nyaya yangu yakadayi baba vangu vakarohwa nematsotsi Sekuru zvekt avasi kutotaura, Saka vakaendeswa kuchipatara vakanoonekwa kt vakatsemuka bhonzo remumusoro ,saka parikudiwa mari yekurapisa baba Saka pakarongwa kt vana vese vacontribute mari ini sekuru andisi kushanda ndakazvitakura murume akatoudziwa zvese izvozvo uye ndaitotaura naye ndichimupa update yezvese nhasi ndazomuti mari iya yakudiwa kumusha ,asi andipindura kt mari yekudii irikunoshandeyi Saka tanetsana ndakumubvunza kt zvakaitika kumba ahusi kuzviziva hr akt andisi kumutaudza zvakanaka sekuru ndokumbirawo kana ndakanganisa mundionesewo nevedare coz ryt now ndakaremerwa mondinotifayawo kana maposter ndigotevera muComent section

11/10/2026

Me and my Zulu landlord busy on content 😅🤣

Sekuru ndaita challange mumba mangu murume wangu anotaurisa.Amai vangu vakatishanyira kwe 2 weeks   this yr muna April k...
11/10/2026

Sekuru ndaita challange mumba mangu murume wangu anotaurisa.Amai vangu vakatishanyira kwe 2 weeks this yr muna April kuno ku Cape town from Zim.So am spoil my mum and food ndaitenga nyama evey day murume kusvika pakuti mai vangu hauvape food inokwana.Murume haatenge nyama mumba iye anenge achi feeder mahure nemari yake.Now amwene vasvika so nhasi vakupedza 2 weeks varikuno shuwa kutaura makuseni kuti amai vangu muvabikire nyama inokwa.Now ndatora muriwo ndakabika ndavapakurira ndikamutumira pic arikubhawa akuti nyama yawandisa iyo.Sekuru ndoziva zvipi now

11/10/2026

Liverpool fans lets gather here 😅🤣

11/10/2026

Bae pls send me you nud€ me ok 😅🤣

Sekuru makadii thank you nemunhu wamakadipa as you nhasi ndiro date rekusangana mu cape town.Ndabva kumba zvakanaka akai...
11/10/2026

Sekuru makadii thank you nemunhu wamakadipa as you nhasi ndiro date rekusangana mu cape town.Ndabva kumba zvakanaka akaisa msge hanzi huya tisangane pa KFC yepa train station.Sekuru murume bhoo food ndataura yandoda akatenga so tazongotaura genaral talking akati une mwana zviya in yes bvaati baba vacho muchii ndikati mu Nigerian abva achinja face.Sekuru munhu agumbuka kusvika pakuti maNija vane mbor* hombe manje pachine chakasara here apa.Sekuru i think its a joke ndikati pakangogezwa ne cold water panodzoka zvekuti unototadza kupinda bva ndakaseka hangu.Sekuru munhu abva anyarara kupedza kudya akasumuka akabva abuda atonsi bloka.Nhai ndati ndaona munhu wangu ndomuudza chokwadi otsamwa varume chii.Sekuru ndipei mumwe 😭

11/10/2026

Rest in peace legend 💔💔💔😭😭 go well

Tese hendei kupage ra Baba Fofo vati sekuru ndodawo vanhu page rangu.Asi arikuba ma video angu muzukuru uyu hendei tese ...
11/10/2026

Tese hendei kupage ra Baba Fofo vati sekuru ndodawo vanhu page rangu.Asi arikuba ma video angu muzukuru uyu hendei tese ini ndavako

11/10/2026

The intention-registration and appointment system for asylum seeker applications is expected to be introduced by 10 November 2026, as the Department of Home Affairs prepares to implement the Constitutional Court judgment.

Address

Cape Town
����

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Sukuru Nzou posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share

Category