26/08/2026
Mamukaseyi kumativi mana enyika
Handeyi vekumabasa ,tinoshandira Mhuri marovha Seni handeyi tinongwavha ngwavha, chodiwa imarii yekuchengeta Mhuri ,vaye vekubvuta zvikwama nemaphone ,dayi mukasungwa nePorisi kana kurohwa neCommunity,dzidzayi kushanda Kwete kubira vanhu, happy Wednesday