01/10/2026
ππ HAPPY BIRTHDAY TO ME! β 1 OCTOBER ππ
Nhasi izuva rangu! πβ€οΈ Another year added, another chapter opened. Ndiri kungotarisa kumashure ndichiti, βMwari, makandisvitsa kure!β π
Handina zvese zvandinoda, but Iβm grateful for everything I have. Kubva pakurima, huku, maoko anoshanda, kusvika pakuvaka Charuma Agro Investments β the journey haisati yapera. π±ππ
Pane zvandakadzidza, pane zvandakakundikana, pane zvandakakunda, asi handina kumborega kuedza. πͺπ₯
This new year of my life, ndiri kupinda mairi with bigger dreams, stronger faith, more wisdom and a bigger vision. π
May God continue to guide my steps, bless the work of my hands, protect me and open bigger doors. Zvinhu zvichiri kufamba! ππ±
π₯ To life. To growth. To farming. To Mwari. β€οΈπ
. To business. To bigger dreams.
HAPPY BIRTHDAY TO ME! ππ
Ndicharamba ndichikura, ndichivaka, uye ndichitendagroInvestments