19/08/2025
Double red rose 🌹
Inobatsira kugadzira masoja emuviri
🌹 zvichipa muviri simba rokuzvirapa nerokuzvidzivirira kuzvirwere zvese zvinobata masoja emuviri ( Cells) zvisati zvavapo.
*DRR inosvika pese zvapo mumuviri ichirapa maCells anenge asiri kushanda zvakanaka inoshandiswa nemazera ese kubva kuvana kusvika kuvakuru zvisina dambudziko. hairwisani nemimwe mishonga inoshandiswa pakurapa kuzvipatara haikonzeresi zvimwe zverwere zvanga zvisipo pamuviri (side effects) kunyange ikatorwa kwenguva refu.
🌹 Inoshanda sei*
inochenesa ropa kubva kutsvina dzese zvichiita kuti ropa rive nechimiro Charo chakanaka.Kana ropa rava nemumiriro wakanaka hurwere hunenge hwava kukwanisa kurwiswa kuti hubude pangava papi zvapo mumuviri . *Zvirwere zvinosanganisira zve Heart, BP, Kidney,HIV STIs ,Infertility Diabetes, Acids, Ulcers, Allergies, Liver, Cancer Backache, Gout, Athritis, Epilepsy* nezvimwe* nokuti hurwere huzhinji hunoonekwa muropa. Kana ropa rikachena rinotanga kufamba zvakanaka richitakura zvese zvinodiwa kuti muviri ushande zvakanaka uye kuburitsa zvese zvisina kufanirwa kuva mumuviri