08/04/2026
Nyama yetsuro haisingoriwo nyama bedzi. Inyama yakakoshera muviri wako zvakanyanya. Usamirire kutanga wavanezvirwere zvakaita seMwoyo, itsvo kana zvirwere zvemuchipfuva nechiropa kuti uzotanga kudya nyama inorapa seiyi. Tanga nhasi uvandudze hutano pamwepo nekunakigwa